Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 9:28 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 9:28 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Saka Sauro akagara navo muJerusarema akasununguka, achitaura muzita raIshe uye akafamba asingatyi.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 BDSC

Mabasa 9:28 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akagara navo paJerusaremu, achifambidzana navo

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SNA2002

Mabasa 9:28 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akagara naʋo paJerusarema, acifambidzana naʋo

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SUB1949

Mabasa 9:28 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Akagara navo akasununguka muJerusaremu

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SCLB

Mabasa 9:28 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Akagara navo akasununguka muJerusaremu

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SCLBD