Mabasa 9:27 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 9:27 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Bhanabhasi akamutora akamuuyisa kuvapostori. Akavaudza kuti Sauro akanga aona Ishe sei ari parwendo rwake uye kuti muDhamasiko Ishe akanga ataura kwaari, uyewo kuti akaparidza sei muzita raJesu asingatyi.
Mabasa 9:27 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Bhanabhasi akamutora, akaenda naye kuvapostori, ndokuvarondedzera kuti akaona Ishe munzira, uye kuti akataura naye, uye kuti akaparidza nezita raJesu paDhamasiko asingatyi.
Mabasa 9:27 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino Barnabasi akamutora, akaenda naye kuʋaapostora, ndokuʋarondedzera kuti wakaʋona Ishe munzira, ʋuye kuti wakataura naye, ʋuye kuti wakaparidza nezita raJesu paDamasko asiŋgatyi.
Mabasa 9:27 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Bhanabhasi akamutora akaenda naye kuvapositori akavatsanangurira kuti akaona sei panzira, Tenzi akataura naye uye kuti akaparidza muDhamasikusi nechivindi chakadii muzita raJesu.
Mabasa 9:27 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi Bhanabhasi akamutora akaenda naye kuvapositori akavatsanangurira kuti akaona sei panzira, Tenzi akataura naye uye kuti akaparidza muDhamasikusi nechivindi chakadii muzita raJesu.