Mabasa 9:26 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 9:26 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati asvika kuJerusarema akaedza kuti abatane navadzidzi, asi vose vakanga vachimutya, vasingatendi kuti akanga ava mudzidzi wechokwadi.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 BDSCMabasa 9:26 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati asvika Jerusaremu, akaedza kufambidzana navadzidzi; asi ivo vakamutya vose, vasingatendi kuti ava mudzidzi.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SNA2002Mabasa 9:26 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino wakati aȿika Jerusarema, akaidza kufambidzana naʋadzidzi; asi iʋo ʋakamutya ʋose, ʋasiŋgatendi kuti waʋa mudzidzi.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SUB1949Mabasa 9:26 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakasvika kuJerusaremu akaedza kubatana navadzidzi asi vose vaimutya nokuti havana kutenda kuti akanga ava mudzidzi.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SCLBMabasa 9:26 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Paakasvika kuJerusaremu akaedza kubatana navadzidzi asi vose vaimutya nokuti havana kutenda kuti akanga ava mudzidzi.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SCLBD