Mabasa 9:23 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 9:23 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mazuva mazhinji akati apera, vaJudha vakarangana kumuuraya
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 BDSCMabasa 9:23 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mazuva mazhinji akati apera, vaJudha vakarangana kuti vamuuraye.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SNA2002Mabasa 9:23 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino mazuʋa mazhinji akati apera, ʋaJuda ʋakaraŋgana kuti ʋamuʋuraye.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SUB1949Mabasa 9:23 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure memazuva mazhinji vaJudha vakapangana kumuuraya. Bangano ravo rakazivikanwa naSauro.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SCLBMabasa 9:23 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mushure memazuva mazhinji vaJudha vakapangana kumuuraya. Bangano ravo rakazivikanwa naSauro.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SCLBD