Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 9:11 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 9:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ishe akati kwaari, “Enda kumba kwaJudhasi panzira inonzi Nzira Yakarurama undobvunza murume anonzi Sauro anobva kuTasasi, nokuti ari kunyengetera.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 BDSC

Mabasa 9:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ishe akati kwaari, “Simuka, uende munzira yomuguta inonzi Yakarurama, ubvunze mumba maJudhasi, munhu anonzi Sauro weTaso; nokuti tarira, anonyengetera

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SNA2002

Mabasa 9:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ishe akati kwaari: Simuka, uende munzira yomuguta inonzi Yakarurama, ubvunze mumba maJudasi, munhu unonzi Sauro weTarso; nokuti tarira, unonyeŋgetera

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SUB1949

Mabasa 9:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Tenzi akati kwaari, “Simuka uende kumugwagwa unonzi Sitireti ubvunze pamba paJudhasi mumwe murume wokuTasusi anonzi Sauro. Izvozvi ari kutonamata

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SCLB

Mabasa 9:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Tenzi akati kwaari, “Simuka uende kumugwagwa unonzi Sitireti ubvunze pamba paJudhasi mumwe murume wokuTasusi anonzi Sauro. Izvozvi ari kutonamata

Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SCLBD