Mabasa 9:1 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 9:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvichakadaro Sauro akanga ari mubishi rokutaura zvokuuraya vadzidzi vaShe. Akaenda kumuprista mukuru
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 BDSCMabasa 9:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Sauro achingorangarira kutyisa nokuuraya vadzidzi vaIshe, akaenda kumupristi mukuru
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SNA2002Mabasa 9:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi Sauro aciŋgoraŋgarira kutyisa nokuʋuraya ʋadzidzi ʋaShe, wakaenda kumuprista mukuru
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SUB1949Mabasa 9:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapowo Sauro akanga ari moto moto kutyisidzira nokuuraya vadzidzi vaTenzi. Akaenda kumupristi mukuru
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SCLBMabasa 9:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ipapowo Sauro akanga ari moto moto kutyisidzira nokuuraya vadzidzi vaTenzi. Akaenda kumupristi mukuru
Pakurirana nevamwe
Mabasa 9 SCLBD