Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 8:6 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 8:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vanhu vazhinji vakati vanzwa Firipi uye vakaona zviratidzo zvaakaita, vose vakanyatsoteerera kune zvaaitaura.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 BDSC

Mabasa 8:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vanhu vazhinji vakateerera nomwoyo mumwe zvairehwa naFiripi, vachinzwa nokuona zviratidzo zvaakanga achiita.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SNA2002

Mabasa 8:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋanhu ʋazhinji ʋakaterera nomŋoyo mumŋe ɀairebga naFiripo, ʋacinzwa nokuʋona ɀiratidzo ɀaakaŋga aciita.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SUB1949

Mabasa 8:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Chikwata chikuru chavanhu chakateerera nomwoyo mumwechete kune zvaitaurwa naFiripi pavakamunzwa uye pavakaona zviratidzo zvaaiita

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLB

Mabasa 8:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Chikwata chikuru chavanhu chakateerera nomwoyo mumwechete kune zvaitaurwa naFiripi pavakamunzwa uye pavakaona zviratidzo zvaaiita

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLBD