Mabasa 8:34 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 8:34 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muyunaki uyu akabvunza Firipi akati, “Ndapota, ndiudze, muprofita ari kutaura pamusoro paaniko, anozvireva iye kana mumwe munhuwo?”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 BDSCMabasa 8:34 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muranda akapindura Firipi, akati, “Ndinokumbira kwauri, undiudze kuti muporofita anoreva aniko achidaro? Anozvireva iye amene, kana mumwe?”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SNA2002Mabasa 8:34 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Muranda akapindura Firipo, akati: Ndinokumbira kwauri, undiʋudze kuti muprofita unoreʋa aniko aciɗaro? Unoɀireʋa iye amene, kana mumŋe?
Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SUB1949Mabasa 8:34 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muyuniki akati kuna Firipi, “Nditaurirewo kuti muporofita uyu ari kutaura nezvani, nezvake here kana kuti nezvomumwewo?”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLBMabasa 8:34 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Muyuniki akati kuna Firipi, “Nditaurirewo kuti muporofita uyu ari kutaura nezvani, nezvake here kana kuti nezvomumwewo?”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLBD