Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 8:32 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 8:32 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Muyunaki uyu aiverenga chitsauko ichi choRugwaro: “Akatungamirirwa segwai raindobayiwa, uye segwayana rinyerere pamberi pomuveuri, saka haana kushamisa muromo wake.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 BDSC

Mabasa 8:32 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino paakanga achirava muRugwaro paiti, “Akaiswa pakubayiwa segwai; Segwayana rinyerere pamberi pomuveuri waro, Saizvozvo haana kushamisa muromo wake

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SNA2002

Mabasa 8:32 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino paakaŋga aciraʋa paRugwaro paiti: Wakaiswa pakuɓayiwa segwai; Segwaiana rinyerere pamberi pomuʋeʋuri waro, Saiɀoɀo haana‐kushamisa muromo wake

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SUB1949

Mabasa 8:32 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Zvino ndima yaMagwaro Matsvene yaaiverenga ndeiyi. “Sehwai iri kuendwa nayo kundouraiwa kana sehwayana iri pamuveuri wayo, haana kumboti muromo bufu.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLB

Mabasa 8:32 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Zvino ndima yaMagwaro Matsvene yaaiverenga ndeiyi. “Sehwai iri kuendwa nayo kundouraiwa kana sehwayana iri pamuveuri wayo, haana kumboti muromo bufu.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLBD