Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 8:30 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 8:30 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo Firipi akamhanya achienda kungoro akanzwa murume uya achiverenga kubva kuna Isaya muprofita. Firipi akati kwaari, “Uri kunzwisisa zvauri kuverenga here?”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 BDSC

Mabasa 8:30 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Firipi akamhanyirako, akumunzwa achirava muporofita Isaya, akati, “Unonzwisisa zvaunorava here?”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SNA2002

Mabasa 8:30 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Firipo akamhanyira’ko, akamunzwa aciraʋa muprofita Isaya, akati: Unonzwisisa ɀaunoraʋa here?

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SUB1949

Mabasa 8:30 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Firipi akamhanyira kwaari akamunzwa achiverenga Isaya muporofita. Akabvunza kuti, “Muri kunzwisisa here zvamuri kuverenga.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLB

Mabasa 8:30 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Firipi akamhanyira kwaari akamunzwa achiverenga Isaya muporofita. Akabvunza kuti, “Muri kunzwisisa here zvamuri kuverenga.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLBD