Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 8:29 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 8:29 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mweya Mutsvene akati kuna Firipi, “Enda kungoro iyo, uswedere pedyo nayo.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 BDSC

Mabasa 8:29 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Mweya akati kuna Firipi, “Swedera, urambire pangoro iyo.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SNA2002

Mabasa 8:29 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Mŋeya akati kunaFiripo: Sweɗera, urambire paŋgoro iyo.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SUB1949

Mabasa 8:29 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mweya akati kuna Firipi, “Enda undobatana nengoro iyo.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLB

Mabasa 8:29 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mweya akati kuna Firipi, “Enda undobatana nengoro iyo.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLBD