Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 8:24 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 8:24 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo Simoni akapindura akati, “Ndinyengetererei kuna She kuti zvose zvamataura zvirege kuitika kwandiri.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 BDSC

Mabasa 8:24 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Simoni akapindura, akati, “Mundikumbirire zvikuru imi kuna Ishe, kuti ndirege kuwirwa nechimwe chaizvozvo zvamareva.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SNA2002

Mabasa 8:24 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Simoni akapindura, akati: Mundikumbirire ɀikuru imi kunaShe, kuti ndirege kuwirwa necimŋe caiɀoɀo ɀamareʋa.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SUB1949

Mabasa 8:24 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Simoni akapindura achiti, “Ndinamatireiwo kuna Tenzi kuitira kuti zvose zvamataura zvirege kundiwira.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLB

Mabasa 8:24 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Simoni akapindura achiti, “Ndinamatireiwo kuna Tenzi kuitira kuti zvose zvamataura zvirege kundiwira.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLBD