Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 8:20 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 8:20 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Petro akapindura akati, “Mari yako ngaiparare pamwe chete newe, nokuti wafunga kuti ungatenga chipo chaMwari nemari!

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 BDSC

Mabasa 8:20 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino Petirosi akati kwaari, “Sirivha yako ngaiparadzwe newe, nokuti wakafunga kutenga chipo chaMwari nemari.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SNA2002

Mabasa 8:20 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino Petro akati kwaari: Sirveri yako ŋgaiparadzwe newe, nokuti wakafuŋga kuteŋga cipo caMŋari nemari.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SUB1949

Mabasa 8:20 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi Pita akati kwaari, “Parara nemari yako iyoyo nokuti wafunga kuti unogona kuwana chipo chaMwari nemari.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLB

Mabasa 8:20 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi Pita akati kwaari, “Parara nemari yako iyoyo nokuti wafunga kuti unogona kuwana chipo chaMwari nemari.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLBD