Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 8:2 - Compare All Versions

Mabasa 8:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Varume vaitya Mwari vakaviga Sitefani uye vakamuchema zvikuru.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 BDSC

Mabasa 8:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Varume vakarurama vakaviga Sitefano, vakamuchema zvikuru.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SNA2002

Mabasa 8:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vanamati vakaviga Sitefani vakamuchema zvikuru.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLBD

Mabasa 8:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋarume ʋakarurama ʋakaʋiga Stefano, ʋakamucema ɀikuru.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SUB1949

Mabasa 8:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vanamati vakaviga Sitefani vakamuchema zvikuru.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLB