Mabasa 8:18 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 8:18 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Simoni akati aona kuti Mweya Mutsvene waipiwa nokuiswa kwamaoko avapostori, akavapa mari
Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 BDSCMabasa 8:18 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Simoni akati achiona kuti Mweya Mutsvene apiwa nokuiswa kwamaoko avapostori, akauya kwavari nemari
Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SNA2002Mabasa 8:18 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino Simoni wakati aciʋona kuti Mŋeya Mutȿene wapiwa nokuiswa kwamaʋoko aʋaapostora, akaʋuya kwaʋari nemari
Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SUB1949Mabasa 8:18 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Simoni paakaona kuti Mweya waipiwa nokuiswa kwamaoko avapositori pavanhu akavapa mari achiti
Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLBMabasa 8:18 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Simoni paakaona kuti Mweya waipiwa nokuiswa kwamaoko avapositori pavanhu akavapa mari achiti
Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLBD