Mabasa 8:14 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 8:14 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vapostori vaiva muJerusarema vakati vanzwa kuti vaSamaria vagamuchira shoko raMwari, vakatumira Petro naJohani kwavari.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 BDSCMabasa 8:14 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vapostori vaiva paJerusaremu, vakati vanzwa kuti vaSamaria vakanga vagamuchira shoko raMwari, vakatuma Petirosi naJohani kwavari.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SNA2002Mabasa 8:14 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino ʋaapostora ʋaiʋa paJerusarema, ʋakati ʋanzwa kuti ʋaSamaria ʋakaŋga ʋagamucira shoko raMŋari, ʋakatuma Petro naJohane kwaʋari.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SUB1949Mabasa 8:14 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapositori vaiva kuJerusaremu pavakanzwa kuti Samaria yakanga yagamuchira Shoko raMwari vakavatumira Pita naJohani.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLBMabasa 8:14 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vapositori vaiva kuJerusaremu pavakanzwa kuti Samaria yakanga yagamuchira Shoko raMwari vakavatumira Pita naJohani.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 8 SCLBD