Mabasa 8:12
Mabasa 8:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi vakati vatenda Firipi sezvo aiparidza vhangeri roumambo hwaMwari nezita raJesu Kristu, vakabhabhatidzwa, vose varume navakadzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 8Mabasa 8:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakati vatenda Firipi, aiparidza mashoko oushe hwaMwari nezita raJesu Kristu, vakabhabhatidzwa varume navakadzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 8Mabasa 8:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi pavakatenda Firipi paaiparidza Shoko Rakanaka nezvoumambo hwaMwari uye zita raJesu Kristu vakaombekwa, varume navakadzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 8