Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 7:8 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 7:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo akapa Abhurahama sungano yokudzingiswa. Abhurahama akabereka Isaka akamudzingisa zuva rorusere shure kwokuberekwa kwake. Shure kwaizvozvo Isaka akabereka Jakobho, uye Jakobho akabereka madzitateguru ane gumi navaviri.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 BDSC

Mabasa 7:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akamupa sungano yedzingiso. Zvino Abhurahamu akabereka Isaka, akamudzingisa nezuva rorusere; Isaka akabereka Jakobho; naJakobho akabereka matateguru ane gumi namaviri.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SNA2002

Mabasa 7:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akamupa suŋgano yedziŋgiso. Ɀino Abrahama akaɓereka Isaka, akamudziŋgisa nezuʋa rorusere; Isaka akaɓereka Jakobo; naJakobo akaɓereka mateteguru anegumi namaʋiri.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SUB1949

Mabasa 7:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Akaita naye chitenderano chokudzingiswa. Naizvozvo Abhurahamu akava baba vaIsaki akamudzingisa pazuva rechisere. Isaki akava baba waJakobho. Jakobho akava baba wamadzitateguru gumi namaviri.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLB

Mabasa 7:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Akaita naye chitenderano chokudzingiswa. Naizvozvo Abhurahamu akava baba vaIsaki akamudzingisa pazuva rechisere. Isaki akava baba waJakobho. Jakobho akava baba wamadzitateguru gumi namaviri.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBD