Mabasa 7:59 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 7:59 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachiri kumutaka namabwe, Sitefani akanyengetera, akati, “Ishe Jesu, gamuchirai mweya wangu.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 BDSCMabasa 7:59 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakataka Sitefano, achidana achiti, “Ishe Jesu, gamuchirai mweya wangu.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SNA2002Mabasa 7:59 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋakataka Stefano, aciɗana aciti: Ishe Jesu, gamucirai mŋeya waŋgu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SUB1949Mabasa 7:59 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavaimutaka namatombo Sitefani akanamata achiti, “Tenzi Jesu gamuchirai mweya wangu.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBMabasa 7:59 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pavaimutaka namatombo Sitefani akanamata achiti, “Tenzi Jesu gamuchirai mweya wangu.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBD