Mabasa 7:57 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 7:57 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakanzwa izvi vakadzivira nzeve dzavo vakamhanyira kwaari vose, vachidanidzira namanzwi ari pamusoro-soro
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 BDSCMabasa 7:57 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakadanidzira nezwi guru, vakadzivira nzeve dzavo, vakamhanyira kwaari vose pamwechete
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SNA2002Mabasa 7:57 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino ʋakaɗanidzira nenzwi guru, ʋakadziʋira nzeʋe dzaʋo, ʋakamhanyira kwaari ʋose pamŋe cete
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SUB1949Mabasa 7:57 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vakazhamba nezwi repamusoro vakadzivirira nzeve vakamuti momote
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBMabasa 7:57 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi vakazhamba nezwi repamusoro vakadzivirira nzeve vakamuti momote
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBD