Mabasa 7:55
Mabasa 7:55 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Sitefani, azere noMweya Mutsvene, akatarisa kudenga akaona kubwinya kwaMwari, uye Jesu amire kuruoko rworudyi rwaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 7Mabasa 7:55 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi iye azere naMweya Mutsvene, akatarisisa kudenga, akaona kubwinya kwaMwari, naJesu amire kuruoko rworudyi rwaMwari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 7Mabasa 7:55 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi iye azere naMweya Mutsvene, akatarisisa mudenga akaona mbiri yaMwari, Jesu amire kurudyi rwaMwari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 7