Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 7:52 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 7:52 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kwakambova nomuprofita asina kutambudzwa namadzibaba enyu here? Vakauraya kunyange vaya vakaprofita kuuya kwaIye Oga Akarurama. Uye zvino makamupandukira mukamuuraya

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 BDSC

Mabasa 7:52 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ndoupiko pavaporofita asina kutambudzwa namadzibaba enyu? Vakauraya avo vaiparidza kuuya kwoWakarurama, iye wamakapandukira nokumuuraya zvino.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SNA2002

Mabasa 7:52 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ndoupiko pakati paʋaprofita, usina‐kutambudzwa namadziɓaɓa enyu? Ʋakaʋuraya aʋo ʋaiparidza kuʋuya kwoWakarurama, iye wamakapandukira nokumuʋuraya ɀino.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SUB1949

Mabasa 7:52 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Muporofita upi asina kutambudzwa namadzibaba enyu? Vakauraya vaya vakafanotaura zvokuuya komururami wakamupandukira mukaponda.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLB

Mabasa 7:52 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Muporofita upi asina kutambudzwa namadzibaba enyu? Vakauraya vaya vakafanotaura zvokuuya komururami wakamupandukira mukaponda.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBD