Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 7:42 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 7:42 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi Mwari akavafuratira akavasiya kuti vanamate hondo dzokudenga, sezvazvakanyorwa mubhuku ravaprofita zvichinzi: “ ‘Makandivigira zvibayiro nezvipo makore makumi mana murenje here, imi imba yaIsraeri?

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 BDSC

Mabasa 7:42 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino Mwari akavafuratira, akavarega kuti vashumire hondo yokudenga, sezvazvakanyorwa mubhuku yavaporofita, zvichinzi, ‘Ko makandivigira zvipfuwo zvakabayiwa nezvibayiro Makore makumi mana murenje, imi, imba yavaIsiraeri here?

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SNA2002

Mabasa 7:42 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino Mŋari akaʋafuratira, akaʋarega kuti ʋashumire hondo yokuɗeŋga, seɀaɀakanyorwa mubuku yaʋaprofita, ɀicinzi: Ko makandiʋigira ɀipfuwo ɀakaɓayiwa neɀiɓayiro Makore makumi manna murenje, imi, imba yaʋaIsraeri here?

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SUB1949

Mabasa 7:42 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mwari akavafuratirawo ndokuvati chi mukunamata gurusvusvu romudenga sokunyorwa kwazvakaitwa mubhuku ravaporofita zvichinzi: “ ‘Makambopira kwandiri here mhuka dzakauraiwa kana zvibayiro kwamakore makumi mana amaiva murenje nhaimi vaIsiraeri?

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLB

Mabasa 7:42 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mwari akavafuratirawo ndokuvati chi mukunamata gurusvusvu romudenga sokunyorwa kwazvakaitwa mubhuku ravaporofita zvichinzi: “ ‘Makambopira kwandiri here mhuka dzakauraiwa kana zvibayiro kwamakore makumi mana amaiva murenje nhaimi vaIsiraeri?

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBD