Mabasa 7:40 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 7:40 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati kuna Aroni, ‘Tiitire vamwari vachatitungamirira. Kana ari Mozisi uyu akatibudisa muIjipiti, hatizivi zvakamuwira!
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 BDSCMabasa 7:40 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vakati kuna Aroni, ‘Tiitire vamwari, vangatitungamirira; nokuti kana ari Mosesi uyu, akatibudisa munyika yeIjipiti, hatizivi zvakaitika naye.’
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SNA2002Mabasa 7:40 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋakati kunaAroni: Tiitire ʋamŋari, ʋaŋgatituŋgamirira; nokuti kana ari Mosesi uyu, wakatiɓuɗisa munyika yeEgipita, hatiziʋi ɀakaitika naye.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SUB1949Mabasa 7:40 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vachiti kuna Aroni tigadzirire vamwari vokutitungamirira. ZvaMosesiwo uyu akatiburitsa munyika yeIjipiti hatizivi zvakaitika kwaari.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBMabasa 7:40 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
vachiti kuna Aroni tigadzirire vamwari vokutitungamirira. ZvaMosesiwo uyu akatiburitsa munyika yeIjipiti hatizivi zvakaitika kwaari.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBD