Mabasa 7:4 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 7:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Saka akabva munyika yavaKaradhea akandogara muHarani. Shure kwokufa kwababa vake, Mwari akamutuma munyika ino yamugere zvino.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 BDSCMabasa 7:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akabuda munyika yavaKaridhia, akagara Harani. Zvino baba vake vakati vafa, Mwari akamutamisa ipapo kunyika ino yamugere zvino.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SNA2002Mabasa 7:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ipapo akaɓuɗa munyika yaʋaKardia, akagara Harani. Ɀino ɓaɓa ʋake ʋakati ʋafa, Mŋari akamutamisa ipapo kunyika ino yamugere ɀino.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SUB1949Mabasa 7:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabva kunyika yavaKaradhia akandogara kuHarani. Pakafa baba vake, Mwari akamubvisa ikoko akamuunza munyika ino yamugere iye zvino.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBMabasa 7:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Akabva kunyika yavaKaradhia akandogara kuHarani. Pakafa baba vake, Mwari akamubvisa ikoko akamuunza munyika ino yamugere iye zvino.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBD