Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 7:39 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 7:39 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Asi madzibaba edu akaramba kumuteerera. Vakamuramba uye mumwoyo yavo vakadzokerazve kuIjipiti.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 BDSC

Mabasa 7:39 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Ndiye, wavakanga vasingadi kumuteerera ivo madzibaba edu; vakamuramba, vakadzokera Ijipiti nemwoyo yavo.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SNA2002

Mabasa 7:39 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ndiye, waʋakaŋga ʋasiŋgaɗi kumuterera iʋo madziɓaɓa eɗu; ʋakamuramba, ʋakadzokera Egipita nemŋoyo yaʋo.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SUB1949

Mabasa 7:39 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Madzitateguru edu akaramba kumuteerera vakamusairira kwakadaro. Mwoyo yavo yakanga yadzokera kuIjipiti

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLB

Mabasa 7:39 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Madzitateguru edu akaramba kumuteerera vakamusairira kwakadaro. Mwoyo yavo yakanga yadzokera kuIjipiti

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBD