Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 7:38 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 7:38 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Akanga ari muungano yaiva murenje, pamwe chete nomutumwa akataura kwaari paGomo reSinai, uye namadzibaba edu; uye akagamuchira mashoko mapenyu kuti azoasvitsa kwatiri.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 BDSC

Mabasa 7:38 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ndiyeye akanga ari kuungano murenje, anomutumwa akataura naye mugomo reSinai, anamadzibaba eduwo, akagamuchira mashoko mapenyu kuzotipa.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SNA2002

Mabasa 7:38 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ndiyeye wakaŋga ari kuʋuŋgano murenje, anomutumŋa wakataura naye mugomo reSinai, anamadziɓaɓa eɗu ʋo, wakagamucira mashoko mapenyu kuzotipa.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SUB1949

Mabasa 7:38 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Iyeyu ndiye aiva negungano murenje nomutumwa akataura kwaari pagomo reSinai uye akataura namadzitateguru edu. Akagamuchira zvirevo zvipenyu zvokutipa.’

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLB

Mabasa 7:38 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Iyeyu ndiye aiva negungano murenje nomutumwa akataura kwaari pagomo reSinai uye akataura namadzitateguru edu. Akagamuchira zvirevo zvipenyu zvokutipa.’

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBD