Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 7:37 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 7:37 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Ndiye Mozisi uya akaudza vaIsraeri kuti, ‘Mwari achakutumirai muprofita akaita seni anobva muvanhu venyu chaivo.’

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 BDSC

Mabasa 7:37 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ndiyeye Mosesi akati kuvana vaIsiraeri, ‘Mwari achakumutsirai Muporofita pakati pehama dzenyu, akafanana neni.’

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SNA2002

Mabasa 7:37 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ndiyeye Mosesi wakati kuʋana ʋaIsraeri: Mŋari ucakumutsirai Muprofita pakati pehama dzenyu, wakafanana neni.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SUB1949

Mabasa 7:37 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndiyeyu Mosesi wacho akati kuvaIsiraeri, ‘Mwari vachakumutsirai muporofita muhama dzenyu sokundimutsa kwaakaita.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLB

Mabasa 7:37 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndiyeyu Mosesi wacho akati kuvaIsiraeri, ‘Mwari vachakumutsirai muporofita muhama dzenyu sokundimutsa kwaakaita.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBD