Mabasa 7:34
Mabasa 7:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvirokwazvo ndaona kudzvinyirirwa kwavanhu vangu muIjipiti. Ndanzwa kugomera kwavo, saka ndaburuka kuti ndizovasunungura. Zvino uya, ndinoda kukutuma udzokere kuIjipiti.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 7Mabasa 7:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakaona hangu kwazvo kutambudzika kwavanhu vangu vari muIjipiti, ndakanzwa kugomera kwavo, ndaburuka kuzovarwira; zvino uya ndikutume Ijipiti.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 7Mabasa 7:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndanyatsoona kutambudzwa kwavanhu vangu vari muIjipiti. Ndanzwa kugomera kwavo; zvino ndaburuka kuzovanunura. Saka zvino chiuya ndikutume kuIjipiti.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 7