Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 7:30 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 7:30 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Makore makumi mana akati apfuura, mutumwa akazviratidza kuna Mozisi ari mumurazvo womoto mugwenzi, mugwenga raiva pedyo neGomo reSinai.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 BDSC

Mabasa 7:30 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Zvino makore makumi mana akati apera, mutumwa akaonekwa naye murenje regomo reSinai, mumurazvo womoto mugwenzi.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SNA2002

Mabasa 7:30 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino makore makumi manna akati apera, mutumŋa akaʋonekwa naye murenje regomo reSinai, mumuraɀo womŋoto mugwenzi.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SUB1949

Mabasa 7:30 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Kwakati kwapera makore makumi mana mutumwa akazviratidza kwaari murenje pedyo negomo reSinai murimi romoto mugwenzi.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLB

Mabasa 7:30 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Kwakati kwapera makore makumi mana mutumwa akazviratidza kwaari murenje pedyo negomo reSinai murimi romoto mugwenzi.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBD