Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 7:22 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 7:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mozisi akadzidziswa uchenjeri hwose hweIjipiti uye aigona kwazvo kutaura nokuita zvinhu.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 BDSC

Mabasa 7:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Mosesi akadzidziswa uchenjeri hwose hwavaIjipiti; akava nesimba pamashoko napamabasa ake.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SNA2002

Mabasa 7:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Mosesi akadzidziswa ʋucenjeri bgose bgaʋaEgipita; akaʋa nesimba pamashoko napamaɓasa ake.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SUB1949

Mabasa 7:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mosesi akadzidziswa ungwaru hose hwavaIjipiti uye akanga ane simba mumazwi ake nomuzviito.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLB

Mabasa 7:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mosesi akadzidziswa ungwaru hose hwavaIjipiti uye akanga ane simba mumazwi ake nomuzviito.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBD