Mabasa 7:20 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 7:20 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Panguva iyoyo Mozisi akaberekwa, uye akanga asiri mwanawo zvake. Akachengetwa mumba mababa vake kwemwedzi mitatu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 BDSCMabasa 7:20 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenguva iyo Mosesi akaberekwa, akanga akaisvonaka kwazvo; akarerwa mwedzi mitatu mumba mababa vake
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SNA2002Mabasa 7:20 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Neŋguʋa iyo Mosesi akaɓerekwa, wakaŋga akaiȿo‐naka kwaɀo; akarerwa mŋedzi mitatu mumba maɓaɓa ʋake
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SUB1949Mabasa 7:20 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva iyoyo ndipowo pakaberekwa Mosesi uye akanga akanaka zvikuru kwazvo pana Mwari. Akarerwa kwemwedzi mitatu mumba mababa vake.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBMabasa 7:20 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Panguva iyoyo ndipowo pakaberekwa Mosesi uye akanga akanaka zvikuru kwazvo pana Mwari. Akarerwa kwemwedzi mitatu mumba mababa vake.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBD