Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 7:17 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 7:17 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Nguva yakati yaswedera yokuti Mwari azadzise chipikirwa chake kuna Abhurahama, uwandu hwavanhu vedu muIjipiti hwakawedzerwa zvikuru.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 BDSC

Mabasa 7:17 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Zvino nguva yechipikirwa chakanga chapikirwa Abhurahamu naMwari, yakati ichiswedera, vanhu vakawanda, vakaita vazhinji muIjipiti

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SNA2002

Mabasa 7:17 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino ŋguʋa yecipikirwa cakaŋga capikirwa Abrahama naMŋari, yakati icisweɗera, ʋanhu ʋakawanda, ʋakaita ʋazhinji muEgipita

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SUB1949

Mabasa 7:17 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Nguva yezvakanga zvatsidzirwa Abhurahamu naMwari payakanga yava kusvika, vanhu vakawanda, vakava vazhinji

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLB

Mabasa 7:17 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Nguva yezvakanga zvatsidzirwa Abhurahamu naMwari payakanga yava kusvika, vanhu vakawanda, vakava vazhinji

Pakurirana nevamwe
Mabasa 7 SCLBD