Mabasa 6:2 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 6:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vane gumi navaviri vakaunganidza vadzidzi vose pamwe chete vakati, “Hazvingavi zvakanaka kwatiri kuti tirege ushumiri hweshoko raMwari kuti tishande pamatafura.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 BDSCMabasa 6:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vane gumi navaviri vakadana vadzidzi vazhinji, vakati, “Hakuzakafanira kuti isu tirege kuparidza shoko raMwari, tishumire pamatafura.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 SNA2002Mabasa 6:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino ʋanegumi naʋaʋiri ʋakaɗana ʋadzidzi ʋazhinji, ʋakati: Hakuzakafanira kuti isu tirege shoko raMŋari, tishumire pamatafura.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 SUB1949Mabasa 6:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vane gumi navaviri vakaunganidza gungano ravadzidzi vakati, “Hazvina kunaka kuti tirege kuparidza shoko raMwari tichipa zvokudya.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 SCLBMabasa 6:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vane gumi navaviri vakaunganidza gungano ravadzidzi vakati, “Hazvina kunaka kuti tirege kuparidza shoko raMwari tichipa zvokudya.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 SCLBD