Mabasa 6:14 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 6:14 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti takamunzwa achiti Jesu uyu weNazareta achaparadza nzvimbo ino uye agoshandura tsika dzatakapiwa naMozisi.”
Mabasa 6:14 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti takamunzwa achiti, ‘Uyu Jesu weNazareta achaparadza nzvimbo iyi nokusandura tsika dzatakapiwa naMosesi.’ ”
Mabasa 6:14 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti takamunzwa aciti: Uyu Jesu weNazareta ucaparadza nɀimbo iyi nokushandura tsika dzatakapiwa naMosesi.
Mabasa 6:14 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti takamunzwa achiti, ‘Jesu uyu weNazareti achaparadza nzvimbo iyi uye achasandura tsika dzatakagamuchira kuna Mosesi.’ ”
Mabasa 6:14 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
nokuti takamunzwa achiti, ‘Jesu uyu weNazareti achaparadza nzvimbo iyi uye achasandura tsika dzatakagamuchira kuna Mosesi.’ ”