Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 6:13 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 6:13 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vakabudisa zvapupu zvenhema, zvikati, “Munhu uyu haamboregi kutaura zvakaipa pamusoro penzvimbo tsvene ino uye napamusoro pomurayiro.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 BDSC

Mabasa 6:13 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

vakaisapo zvapupu zvenhema, zvaiti, “Munhu uyu haaregi kutaura mashoko anomhura imba iyi tsvene nomurayiro.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 SNA2002

Mabasa 6:13 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

ʋakaisa’po ɀapupu ɀenhema, ɀaiti: Munhu uyu haaregi kutaura mashoko anomhura imba iyi tȿene nomurairo.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 SUB1949

Mabasa 6:13 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vakamuisira zvapupu zvenhema vakati: “Munhu uyu haambomira kutaura mashoko ukushora nzvimbo ino tsvene uye kushora Mutemo

Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 SCLB

Mabasa 6:13 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vakamuisira zvapupu zvenhema vakati: “Munhu uyu haambomira kutaura mashoko ukushora nzvimbo ino tsvene uye kushora Mutemo

Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 SCLBD