Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 6:11 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 6:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo vakakurudzira vamwe varume muchivande kuti vati, “Tanzwa Sitefani achitaura mashoko okumhura Mozisi naMwari.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 BDSC

Mabasa 6:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ipapo vakamutsa varume, vaiti, “Takamunzwa achitaura mashoko anomhura Mosesi naMwari.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 SNA2002

Mabasa 6:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ipapo ʋakamutsa ʋarume, ʋaiti: Takamunzwa acitaura mashoko anomhura Mosesi naMŋari.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 SUB1949

Mabasa 6:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vakasoka vamwe varume kuti vati, “Takamunzwa achitaura manzwi okushonha Mosesi naMwari.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 SCLB

Mabasa 6:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vakasoka vamwe varume kuti vati, “Takamunzwa achitaura manzwi okushonha Mosesi naMwari.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 SCLBD