Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 6:10 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 6:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

asi havana kugona kukunda uchenjeri hwake kana Mweya waaitaura nawo.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 BDSC

Mabasa 6:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi vakanga vasingagoni kukunda kuchenjera kwake, naMweya waaitaura naye.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 SNA2002

Mabasa 6:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kukunda kucenjera kwake, noMŋeya waaitaura naye.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 SUB1949

Mabasa 6:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi havana kukwanisana noungwaru naMweya waaitaura ainaye.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 SCLB

Mabasa 6:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi havana kukwanisana noungwaru naMweya waaitaura ainaye.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 6 SCLBD