Mabasa 5:41 - Compare All Versions
Mabasa 5:41 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vapostori vakabva paDare Guru, vachifara nokuda kwokuti vakanga vanzi vakafanira kutambudzwa nokunyadziswa nokuda kweZita iri.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 BDSCMabasa 5:41 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakabuda pamakurukota, vachifara, zvavakanzi vakafanirwa ivo kuzvidzwa nokuda kwezita rake.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SNA2002Mabasa 5:41 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vakabva mudare vachifara kuti vakaonekwa vakakodzera kuzvidzirwa zita iroro.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SCLBDMabasa 5:41 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ipapo ʋakaɓuɗa pamakurukota, ʋacifara, ɀaʋakanzi ʋakafanirwa iʋo kuɀidzwa nokuɗa kwezita rake.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SUB1949Mabasa 5:41 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakabva mudare vachifara kuti vakaonekwa vakakodzera kuzvidzirwa zita iroro.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SCLB