Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 5:36 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 5:36 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Munguva yakapfuura, kwakambova naTudhasi aizviti iye munhu mukuru, uye varume vanenge mazana mana vakamutevera. Akaurayiwa, vose vaimutevera vakaparadzirwa, uye zvikaguma zvava pasina.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 BDSC

Mabasa 5:36 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti kare kwakambomuka Tudhasi, achiti, ndiri munhu mukuru, vanhu vanenge mazana mana vakamutevera; iye akaurawa, navose vaimuteerera vakaparadzirwa, nokuparadzwa.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SNA2002

Mabasa 5:36 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti kare kwakambomuka Tudasi, aciti, ndiri munhu mukuru, ʋanhu ʋaneŋge mazana manna ʋakamuteʋera; iye akaʋurawa, naʋose ʋaimuterera ʋakaparadzirwa, nokuparadzwa.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SUB1949

Mabasa 5:36 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Tisati tasvika pane zvanhasi izvi, kwakamuka Tudhasi achizviti ndini pano; chitsama chavarume vanosvika mazana mana chakamutevera asi akauraiwa. Vose vaimutevera vakabva vapararira zvikava chinhu pasina.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SCLB

Mabasa 5:36 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Tisati tasvika pane zvanhasi izvi, kwakamuka Tudhasi achizviti ndini pano; chitsama chavarume vanosvika mazana mana chakamutevera asi akauraiwa. Vose vaimutevera vakabva vapararira zvikava chinhu pasina.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SCLBD