Svetukira kuzviri mukati

Mabasa 5:32 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 5:32 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Isu tiri zvapupu zvezvinhu izvi, uyewo noMweya Mutsvene wakapiwa naMwari kuna avo vanomuteerera.”

Mabasa 5 BDSC

Mabasa 5:32 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Isu tiri zvapupu zvamashoko iwayo; naMweya Mutsvenewo, wavakapiwa naMwari ivo vanomuteerera.”

Mabasa 5 SNA2002

Mabasa 5:32 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Isu tiri ɀapupu ɀamashoko iwayo; noMŋeya Mutȿene ʋo, waʋakapiwa naMŋari iʋo ʋanomuterera.

Mabasa 5 SUB1949

Mabasa 5:32 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Isu tiri zvapupu zvezvinhu izvi uyewo Mweya Mutsvene akapiwa naMwari kuna vanomuteerera.”

Mabasa 5 SCLB

Mabasa 5:32 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Isu tiri zvapupu zvezvinhu izvi uyewo Mweya Mutsvene akapiwa naMwari kuna vanomuteerera.”

Mabasa 5 SCLBD