Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 5:3 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 5:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo Petro akati, “Ananiasi, Satani azadzireiko mwoyo wako kudai, kuti usvike pakureva nhema kuMweya Mutsvene uye wazvikamurira imwe mari yawawana pakutengesa munda?

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 BDSC

Mabasa 5:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi Petirosi akati, “Ananiasi, Satani wazadzireiko mwoyo wako, kuti ureve nhema kuMweya Mutsvene, nokuzvikamurira zvimwe pamutengo womunda?

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SNA2002

Mabasa 5:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi Petro akati: Ananiasi, Satani wazadzireiko mŋoyo wako, kuti ureʋe nhema kuMŋeya Mutȿene, nokuɀikamurira ɀimŋe pamuteŋgo womunda?

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SUB1949

Mabasa 5:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi Pita akati, “Nhai Ananiya wapindwa sei naSatani kudai kuti ureve nhema kuna Mweya Mutsvene uchizvichengetera chimwe chikamu chomutengo womunda?

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SCLB

Mabasa 5:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi Pita akati, “Nhai Ananiya wapindwa sei naSatani kudai kuti ureve nhema kuna Mweya Mutsvene uchizvichengetera chimwe chikamu chomutengo womunda?

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SCLBD