Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 5:19 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 5:19 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi mutumwa waShe akauya usiku akazarura mukova wejeri akavabudisa

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 BDSC

Mabasa 5:19 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi mutumwa waIshe wakazarura misuo yetorongo usiku, akavabudisa, akati

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SNA2002

Mabasa 5:19 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi mutumŋa waShe wakazarura mikoʋa yetoroŋgo ʋusiku, akaʋaɓuɗisa, akati

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SUB1949

Mabasa 5:19 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi usiku mutumwa waMwari akazarura makonhi ejeri akavaburitsa ndokuvati

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SCLB

Mabasa 5:19 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi usiku mutumwa waMwari akazarura makonhi ejeri akavaburitsa ndokuvati

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SCLBD