Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 5:1 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 5:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Zvino mumwe murume ainzi Ananiasi, pamwe chete nomukadzi wake Safira, akatengesawo chikamu chepfuma yake.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 BDSC

Mabasa 5:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino mumwe murume, ainzi Ananiasi, akatengesa pfuma yake, ana Safira mukadzi wake

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SNA2002

Mabasa 5:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino mumŋe murume, wainzi Ananiasi, wakateŋgesa fuma yake, anaSafira mukadzi wake

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SUB1949

Mabasa 5:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi mumwe murume anonzi Ananiya aiva nomudzimai wake ainzi Safira, akatengesa chimwe chikamu chezvinhu zvake.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SCLB

Mabasa 5:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi mumwe murume anonzi Ananiya aiva nomudzimai wake ainzi Safira, akatengesa chimwe chikamu chezvinhu zvake.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 5 SCLBD