Mabasa 4:9 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 4:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana tadanwa nhasi nokuda kwebasa rakanaka rakaitwa kuchirema uye tichibvunzwa kuti akaporeswa sei
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 BDSCMabasa 4:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana tikabvunzwa nhasi pamusoro pebasa rakanaka, rakaitirwa munhu chirema, napaakaponeswa napo
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SNA2002Mabasa 4:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
kana tikabvunzwa nhasi pamsoro peɓasa rakanaka, rakaitirwa munhu cirema, napaakaponeswa napo
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SUB1949Mabasa 4:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana tiri kugadzirwa dare nhasi uno basa rakanaka rakaitwa kumhetamakumbo iyi kuti munhu uyu akarapwa sei
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBMabasa 4:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
kana tiri kugadzirwa dare nhasi uno basa rakanaka rakaitwa kumhetamakumbo iyi kuti munhu uyu akarapwa sei
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBD