Mabasa 4:7 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 4:7 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaita kuti Petro naJohani vauyiswe pamberi pavo vakatanga kuvabvunza vachiti, “Makaita izvi nesimba raani kana kuti nezita raani?”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 BDSCMabasa 4:7 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakavaisa pakati pavo, vakavabvunzisisa, vachiti, “Makazviita izvozvi nesimba rei, kana nezita ripiko?”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SNA2002Mabasa 4:7 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
ʋakaʋaisa pakati paʋo, ʋakaʋabvunzisisa, ʋaciti: Makaɀiita iɀoɀi nesimba rei, kana nezita ripiko?
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SUB1949Mabasa 4:7 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakavaisa pakati vakavabvunza kuti makaita izvi nesimba raani uye nezita raani.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBMabasa 4:7 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pavakavaisa pakati vakavabvunza kuti makaita izvi nesimba raani uye nezita raani.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBD