Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 4:37 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 4:37 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

akatengesa munda wake akauya nemari akaiisa pamberi pavapostori.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 BDSC

Mabasa 4:37 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

aiva nomunda; akautengesa, akauya nemari, akaiisa pamberi pavapostori.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SNA2002

Mabasa 4:37 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

waiʋa nomunda; akauteŋgesa, akaʋuya nemari, akaiisa pamberi paʋaapostora.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SUB1949

Mabasa 4:37 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

mugari wenyika yeSaipurasi akatengesa munda wake akauya nemari yacho akaiisa mumaoko avapositori.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLB

Mabasa 4:37 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

mugari wenyika yeSaipurasi akatengesa munda wake akauya nemari yacho akaiisa mumaoko avapositori.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBD