Mabasa 4:36 - Compare All Versions
Mabasa 4:36 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa, muRevhi aibva kuSaipurasi, uyo akatumidzwa navapostori kunzi Bhanabhasi (kureva kuti Mwanakomana woKukurudzira)
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 BDSCMabasa 4:36 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
NaJosefa, akatumidzwa navapostori achinzi Bhanabhasi, ndokuti, “Mwanakomana wokunyaradza, kana zvichishandurwa”, muRevhi, munhu weSaipurasi parudzi rwake
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SNA2002Mabasa 4:36 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Saizvozvo Josefi akanga atumidzwa navapositori zita rokuti, Bhanabhasi (zvinoreva kuti, “Mukurudziri”) muRevhi
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBDMabasa 4:36 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
NaJosefa, wakatumidzwa naʋaapostora acinzi Barnabasi, (ndokuti Mŋanakomana wokunyaradza, kana ɀicishandurwa), muRevi, munhu weKupro parudzi rwake
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SUB1949Mabasa 4:36 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo Josefi akanga atumidzwa navapositori zita rokuti, Bhanabhasi (zvinoreva kuti, “Mukurudziri”) muRevhi
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLB