Mabasa 4:34 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 4:34 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakanga pasina vanoshayiwa pakati pavo. Nokuti nguva nenguva vaya vakanga vane minda kana dzimba vakazvitengesa, vakauyisa mari yezvavakatengesa
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 BDSCMabasa 4:34 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti pakanga pasina aishaiwa pakati pavo, nokuti vose vaiva neminda kana dzimba, vakazvitengesa, vakauya nomutengo wezvakatengeswa
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SNA2002Mabasa 4:34 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti pakaŋga pasinawaishaiwa pakati paʋo, nokuti ʋose ʋaiʋa neminda kana dzimba, ʋakaɀiteŋgesa, ʋakaʋuya nomuteŋgo weɀakateŋgeswa
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SUB1949Mabasa 4:34 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakati pavo pakanga pasina ane chaaishaya nokuti avo vainge vaine minda kana dzimba dzavo vaizvitengesa
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBMabasa 4:34 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pakati pavo pakanga pasina ane chaaishaya nokuti avo vainge vaine minda kana dzimba dzavo vaizvitengesa
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBD