Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 4:28 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 4:28 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vakaita zvakanga zvatongwa nesimba renyu uye nokuda kwenyu kuti zvichaitika.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 BDSC

Mabasa 4:28 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

kuti vaite zvose zvakanga zvatemwa noruoko rwenyu, napakufunga kwenyu, kuti zviitwe.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SNA2002

Mabasa 4:28 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

kuti ʋaite ɀose ɀakaŋga ɀatemŋa noruʋoko rwenyu, napakufuŋga kwenyu, kuti ɀiitwe.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SUB1949

Mabasa 4:28 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

kuti zvamakafanoronga nesimba roruoko rwenyu nourongwa hwenyu zviitike.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLB

Mabasa 4:28 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

kuti zvamakafanoronga nesimba roruoko rwenyu nourongwa hwenyu zviitike.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBD